Chimbofunga kuti dhu u
Usati wapinda munhabvu
Tanga wagaya kuti dhu
Usati wapinda munhabvu
Varume vane ndebvu
Chimbofunga kuti dhu
Munhabvu vanobaya kuti ju
Varume vane ndebvu
Chimbofunga kuti dhu
Usati wapinda munhabvu vanobaya kuti ju
Varume vane ndebvu